1 Madzimambo 21:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Ahabhu akaenda kumba akasuwa uye akashatirwa nokuti Nabhoti muJezireeri akanga ati, “Handisi kuzokupai nhaka yamadzibaba angu.” Akarara pamubheda wake akazvidya mwoyo, akaramba kudya.

1 Madzimambo 21

1 Madzimambo 21:1-10