1 Madzimambo 21:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jezebheri, mukadzi wake, akapindamo akamubvunza akati, “Sei makasuwa kudai? Sei musiri kudya?”

1 Madzimambo 21

1 Madzimambo 21:1-8