1 Madzimambo 21:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Nabhoti akapindura akati, “Jehovha ngaazvirambidze kuti ndikupei nhaka yamadzibaba angu.”

1 Madzimambo 21

1 Madzimambo 21:1-6