1 Madzimambo 21:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uti kwaari, ‘Zvanzi naJehovha: Hauna here kuuraya munhu ukamutorera zvinhu zvake?’ Ipapo uti kwaari, ‘Zvanzi naJehovha: Panzvimbo yakananzvwa ropa raNabhoti nembwa, imbwa dzichananzva ropa rakowo ipapo, hongu, rako!’ ”

1 Madzimambo 21

1 Madzimambo 21:14-23