1 Madzimambo 21:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ahabhu akati kuna Eria, “Saka wandiwanaka, muvengi wangu!”Akapindura akati, “Ndakuwana nokuti wazvitengesa kuti uite zvakaipa pamberi paJehovha.

1 Madzimambo 21

1 Madzimambo 21:12-25