1 Madzimambo 21:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Buruka pasi undosangana naAhabhu mambo weIsraeri, uyo ari kutonga muSamaria. Iye zvino ari mumunda wemizambiringa waNabhoti, waaenda kundotora.

1 Madzimambo 21

1 Madzimambo 21:10-22