1 Madzimambo 16:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana zviri zvimwe zvakaitika panguva yokutonga kwaZimuri, nokumukira kwake kwaakaita, hazvina kunyorwa here mubhuku renhoroondo dzegore negore dzamadzimambo aIsraeri?

1 Madzimambo 16

1 Madzimambo 16:19-29