1 Madzimambo 16:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

nokuda kwezvivi zvaakanga aita, achiita zvakaipa pamberi paJehovha uye achifamba munzira dzaJerobhoamu nomuchivi chaakanga aita, uye nechivi chaakanga aita kuti Israeri iite.

1 Madzimambo 16

1 Madzimambo 16:16-23