1 Madzimambo 16:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo vanhu veIsraeri vakaparadzana vakaita zvikwata zviviri; hafu ikatevera Tibhini, mwanakomana waGinati, kuti ave mambo, uye imwe hafu ikatevera Omuri.

1 Madzimambo 16

1 Madzimambo 16:14-31