1 Madzimambo 16:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zimuri akapinda, akamubaya akamuuraya, mugore ramakumi maviri namanomwe raAsa, mambo weJudha. Ipapo akabva amutevera paumambo.

1 Madzimambo 16

1 Madzimambo 16:1-11