1 Madzimambo 16:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Paakatanga kutonga, achangogara pachigaro choushe, akauraya mhuri yose yaBhaasha. Haana kusiya murume mumwe chete, hama kana shamwari.

1 Madzimambo 16

1 Madzimambo 16:3-15