1 Madzimambo 16:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zimuri, mumwe wamachinda ake, aitungamirira hafu yengoro dzake, akamumukira. Era akanga ari muTiza panguva iyoyo, achidhakwa zvake pamba paAza, murume aichengeta muzinda wamambo paTiza.

1 Madzimambo 16

1 Madzimambo 16:2-10