1 Madzimambo 14:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Enda undoudza Jerobhoamu kuti izvi ndizvo zvinotaura Jehovha, Mwari waIsraeri: ‘Ndakakusimudza kubva pakati pavanhu ndikakuita mutungamiri wavanhu vangu Israeri.

1 Madzimambo 14

1 Madzimambo 14:1-15