1 Madzimambo 14:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakabvarura umambo kubva muimba yaDhavhidhi ndikahupa kwauri, asi hauna kuva somuranda wangu Dhavhidhi, akachengeta mirayiro yangu uye akanditevera nomwoyo wake wose, akaita zvakanaka chete pamberi pangu.

1 Madzimambo 14

1 Madzimambo 14:4-11