1 Madzimambo 14:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Ahija paakanzwa mutsindo wetsoka dzake pamusuo, akati, “Pinda, mukadzi waJerobhoamu. Sei uchizviita somumwe munhu? Ndatumwa kwauri namashoko asina kunaka.

1 Madzimambo 14

1 Madzimambo 14:1-8