1 Madzimambo 14:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Jehovha akaudza Ahija kuti, “Mukadzi waJerobhoamu ari kuuya kuzokubvunza nezvomwanakomana wake, nokuti ari kurwara. Zvino iwe uchamupa mhinduro yokuti neyokuti. Paachasvika achazviita somumwe munhu.”

1 Madzimambo 14

1 Madzimambo 14:1-11