1 Madzimambo 14:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo mukadzi waJerobhoamu akaita sezvaakataura akaenda kumba kwaAhija muShiro. Zvino Ahija akanga asisaoni; meso ake akanga asisaone nokuti akanga akwegura.

1 Madzimambo 14

1 Madzimambo 14:1-6