1 Madzimambo 13:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vamwe vanhu vaipfuura nepo vakaona mutumbi uyu wakakandwa panzira, shumba yakamira parutivi pomutumbi, uye vakaenda vakandozvitaura muguta maigara muprofita akanga ava harahwa.

1 Madzimambo 13

1 Madzimambo 13:23-34