1 Madzimambo 13:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Muprofita akanga amudzosa parwendo rwake paakazvinzwa, akati, “Ndiye munhu waMwari asina kuteerera shoko raJehovha. Jehovha amupa kushumba, iyo yamubvambura nokumuuraya, sokumuyambira kwakanga kwaita shoko raJehovha.”

1 Madzimambo 13

1 Madzimambo 13:25-34