1 Madzimambo 13:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati ava munzira, shumba yakasangana naye panzira, ikamuuraya, mutumbi wake ukakandwa munzira, mbongoro neshumba zvikamira pauri.

1 Madzimambo 13

1 Madzimambo 13:20-27