32. Ndakafungisisa zvandakanga ndacherechedza ndikadzidza chidzidzo pane zvandakanga ndaona.
33. Kumbovata zvishomanana, kumbotsumwaira, kumbofungatira maoko kuti ndizorore,
34. ipapo urombo huchauya pauri segororo uye kushayiwa kuchauya somunhu akashonga nhumbi dzokurwa nadzo.