Zvirevo 23:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uchati, “Vakandirova, asi handina kukuvara! Vakandirova asi handina kuzvinzwa! Ndichamuka rinhiko kuti ndigotsvakazve waini?”

Zvirevo 23

Zvirevo 23:34-35