Zvakazarurwa 9:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mutumwa weshanu akaridza hwamanda yake, uye ndikaona nyeredzi yakanga yawira panyika ichibva kudenga. Nyeredzi yakapiwa kiyi yegomba rakadzika zvisina mugumo.

Zvakazarurwa 9

Zvakazarurwa 9:1-2