Zvakazarurwa 8:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pandakatarira, ndakanzwa gondo rakanga richibhururuka pakati pomuchadenga richirira nenzwi guru richiti, “Nhamo! Nhamo! Nhamo kuna vanogara panyika, nokuda kwehwamanda dzava kuda kuzoridzwa navamwe vatumwa vatatu!”

Zvakazarurwa 8

Zvakazarurwa 8:4-13