Zvakazarurwa 8:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

zita renyeredzi rainzi Chinovava. Chetatu chemvura zhinji chakavava, uye vanhu vazhinji vakafa nokuda kwemvura yakanga yovava.

Zvakazarurwa 8

Zvakazarurwa 8:9-13