Zvakazarurwa 8:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mutumwa wechitatu akaridza hwamanda yake, uye nyeredzi huru, yakanga ichipfuta somwenje, yakawa kubva kudenga pamusoro pechetatu chenzizi nezvitubu zvemvura,

Zvakazarurwa 8

Zvakazarurwa 8:5-11