Zvakazarurwa 7:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakapindura ndikati, “Ishe, imi munoziva.”Uye iye akati, “Ava ndivo vaya vakabuda mukutambudzika kukuru; vakasuka nguo dzavo uye vakadzichenesa muropa reGwayana.

Zvakazarurwa 7

Zvakazarurwa 7:4-17