Zvakazarurwa 7:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo mumwe wavakuru akandibvunza akati, “Ava vakapfeka nguo chena, ndivanaaniko, uye vakabvepi?”

Zvakazarurwa 7

Zvakazarurwa 7:4-17