Zvakazarurwa 4:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Chimwe nechimwe chezvisikwa zvipenyu zvina chakanga china mapapiro matanhatu uye chakanga chakafukidzwa nameso kumativi ose, kunyange pasi pamapapiro acho. Masikati nousiku hazvina kumborega kuti:“Mutsvene, mutsvene, mutsvene,ndiye Ishe Mwari Wamasimba Ose,akanga aripo, aripo, uye achazouya.”

Zvakazarurwa 4

Zvakazarurwa 4:7-9