Zvakazarurwa 4:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Chisikwa chipenyu chokutanga chakanga chakaita seshumba, chechipiri chakanga chakaita senzombe, chechitatu chakanga chine chiso sechomunhu, chechina chakanga chakaita segondo rinobhururuka.

Zvakazarurwa 4

Zvakazarurwa 4:3-11