Zvakazarurwa 3:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Muka! Simbisa zvakasara zvoda kufa, nokuti handina kuwana mabasa ako akakwana pamberi paMwari wangu.

Zvakazarurwa 3

Zvakazarurwa 3:1-7