Zvakazarurwa 3:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndinokupa zano kuti utenge kwandiri goridhe rakanatswa nomoto, kuti upfume; uye uve nenguo chena dzokupfeka, kuitira kuti ufukidze nyadzi dzokusasimira kwako; nechizoro chokuisa mumeso ako, kuitira kuti ugone kuona.

Zvakazarurwa 3

Zvakazarurwa 3:12-22