Zvakazarurwa 3:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Unoti, ‘Ndakapfuma; ndakawana pfuma uye handina chandinoshayiwa.’ Asi hauzivi kuti une nhamo, unonzwisa urombo, uri murombo, uri bofu uye hauna kusimira.

Zvakazarurwa 3

Zvakazarurwa 3:7-18