Zvakazarurwa 22:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi akati kwandiri, “Rega kudaro! Ndiri muranda pamwe chete newe uye nehama dzako vaprofita navose vanochengeta mashoko ebhuku iri. Namata Mwari!”

Zvakazarurwa 22

Zvakazarurwa 22:1-12