Zvakazarurwa 22:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ini Johani, ndini ndakanzwa uye ndikaona zvinhu izvi. Uye ndakati ndazvinzwa uye ndazviona, ndakawira pasi kuti ndinamate ndiri patsoka dzomutumwa akanga andiratidza zvinhu izvi.

Zvakazarurwa 22

Zvakazarurwa 22:1-12