Zvakazarurwa 22:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Tarirai, ndiri kukurumidza kuuya! Mubayiro wangu ndinawo, uye ndichapa mumwe nomumwe maererano nezvaakaita.

Zvakazarurwa 22

Zvakazarurwa 22:3-21