Zvakazarurwa 22:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Anotadza ngaarambe achitadza, anonyangadza ngaarambe achinyangadza; anoita zvakarurama ngaarambe achiita zvakarurama; uye mutsvene ngaarambe ari mutsvene.”

Zvakazarurwa 22

Zvakazarurwa 22:5-16