Zvakazarurwa 21:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Rakanga rina masvingo makuru, marefu kwazvo ana masuo gumi namaviri uye navatumwa gumi navaviri pamasuo. Pamasuo pakanga pakanyorwa mazita amarudzi gumi namaviri avaIsraeri.

Zvakazarurwa 21

Zvakazarurwa 21:11-17