Zvakazarurwa 21:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Raipenya nokubwinya kwaMwari, uye kuvaima kwaro kwakanga kwakaita sebwe rinokosha kwazvo, sebwe rejasipa, rinoonekera sekristaro.

Zvakazarurwa 21

Zvakazarurwa 21:8-16