Zvakazarurwa 20:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akamukanda mugomba rakadzika zvisina mugumo, akarikiya uye akaisa chisimbiso pamusoro pake, kuti amudzivise kuzonyengerazve ndudzi kusvikira makore chiuru apera. Shure kwaizvozvo, anofanira kusunungurwa kwechinguva chiduku.

Zvakazarurwa 20

Zvakazarurwa 20:1-11