Zvakazarurwa 20:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akabata shato, iyo nyoka yakare, anova ndiye dhiabhori, kana kuti Satani, uye akamusunga kwamakore chiuru.

Zvakazarurwa 20

Zvakazarurwa 20:1-12