Zvakazarurwa 20:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Gungwa rakabudisa vakafa vakanga vari mariri, uye rufu neHadhesi zvakabudisa vakafa vakanga vari mazviri, uye munhu mumwe nomumwe akatongwa sezvaakabata.

Zvakazarurwa 20

Zvakazarurwa 20:9-15