Zvakazarurwa 20:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye ndakaona vakafa, vakuru navaduku, vamire pamberi pechigaro choushe, uye mabhuku akazarurwa. Rimwe bhuku rakazarurwa, iro bhuku roupenyu. Vakafa vakatongwa maererano nezvavakanga vaita sezvazvakanga zvakanyorwa mumabhuku.

Zvakazarurwa 20

Zvakazarurwa 20:3-15