Zvakazarurwa 19:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

kuti muzodya nyama yamadzimambo, vakuru, uye varume vane simba, yamabhiza neyavatasvi vawo, nenyama yavanhu vose, vakasununguka nenhapwa, vaduku navakuru.”

Zvakazarurwa 19

Zvakazarurwa 19:16-21