Zvakazarurwa 19:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye ndakaona mutumwa amire muzuva, akadanidzira nenzwi guru kushiri dzose dzinobhururuka muchadenga achiti, “Uyai, unganai pamwe chete pachirariro chaMwari,

Zvakazarurwa 19

Zvakazarurwa 19:15-21