Zvakazarurwa 19:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mumuromo make munobuda munondo unopinza waanouraya nawo ndudzi. “Achavatonga netsvimbo yesimbi.” Anotsika chisviniro chewaini yokutsamwa kwehasha dzaMwari Wamasimba Ose.

Zvakazarurwa 19

Zvakazarurwa 19:10-19