Zvakazarurwa 19:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hondo dzokudenga dzakanga dzichimutevera, akatasva bhiza jena uye akapfeka mucheka wakanaka, wakachena uye usina tsvina.

Zvakazarurwa 19

Zvakazarurwa 19:6-17