Zvakazarurwa 19:12-14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

12. Meso ake akaita somurazvo womoto, uye pamusoro wake pane korona zhinji. Ane zita rakanyorwa paari risingazikanwi nomunhu asi naiye oga.

13. Akapfeka nguo dzakanyikwa muropa, uye zita rake ndiye Shoko raMwari.

14. Hondo dzokudenga dzakanga dzichimutevera, akatasva bhiza jena uye akapfeka mucheka wakanaka, wakachena uye usina tsvina.

Zvakazarurwa 19