Zvakazarurwa 16:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Guta guru rakatsemuka rikaita mapandi matatu uye maguta endudzi akakoromoka. Mwari akarangarira Bhabhironi guta guru akaripa mukombe uzere newaini yokutsamwa kwehasha dzake.

Zvakazarurwa 16

Zvakazarurwa 16:12-21