Zvakazarurwa 16:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo kwakava nokupenya kwemheni, muroromero, maungira omutinhiro nokudengenyeka kwenyika kukuru. Hakuna kumbova nokudengenyeka kwakadaro kubva pakutanga kwavanhu kugara panyika; kwaiva kudengenyeka kukuru kwazvo.

Zvakazarurwa 16

Zvakazarurwa 16:14-19